Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 31:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Rakeri akanga atora vamwari vomuimba yababa vake akavaisa pasi pechigaro chengamera yake uye akanga agere pamusoro pazvo. Rabhani akatsvaka pakati pezvinhu zvose mutende asi haana kuwana chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:34 akapoteredza