Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 31:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akatinha zvipfuwo zvose pamwe chete nepfuma yose yaakanga aunganidza muPadhani Aramu, kuti aende kuna baba vake Isaka kunyika yeKenani.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:18 akapoteredza