Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 31:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:1 akapoteredza