Kunyange zvakadaro, Jakobho akatora matavi akatemwa kubva pamupopura, muarimondi noomuti womupureni uye akasvuura mitsetse michena pairi achibvisa gwati kuti kuchena kwedanda kwomukati kuonekwe.