Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akati aona kuti muchero womuti wakanga wakanaka kuudya uye kuti waifadza meso, uye kuti waidikanwa kuti munhu ave nouchenjeri, akatora mumwe akadya. Akapawo mumwe kumurume wake, uyo akanga anaye, naiye akaudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:6 akapoteredza