Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha Mwari akati kunyoka, “Nokuti waita izvi,“Watukwa kupfuura zvipfuwo zvose, kupfuura mhuka dzose dzesango! Uchafamba nedumbu rako uye uchadya guruva mazuva ose oupenyu hwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:14 akapoteredza