Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakati kwaedza mangwanani wanei ndiRea! Saka Jakobho akati kuna Rabhani, “Chiiko ichi chamaita kwandiri? Ndakashandira Rakeri, handizvo here? Seiko mandinyengera?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:25 akapoteredza