Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 28:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika pane imwe nzvimbo, akavata ipapo usiku nokuti zuva rakanga ravira. Akatora rimwe ramatombo ipapo, akaritsamira uye akavata.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:11 akapoteredza