Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino munyika makanga mune nzara, isati iri nzara iya yakatanga kuvapo panguva yaAbhurahama, uye Isaka akaenda kuna Abhimereki mambo wavaFiristia muGerari.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:1 akapoteredza