Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 25:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Abhurahama akawana mumwe mukadzi, zita rake ainzi Ketura.

2. Iye akamuberekera Zimurami, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua.

3. Jokishani akabereka Shebha naDhedhani; zvizvarwa zvaDhedhani zvakanga zviri vaAshuri, vaRetushi navaReumi.

4. Vanakomana vaMidhiani vakanga vari Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Vose ava vakanga vari zvizvarwa zvaKetura.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 25