Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akataura nababa vake Abhurahama akati, “Baba!” Abhurahama akati, “Chiiko mwanangu?” Isaka akati, “Moto nehuni zviri pano, asi gwayana rechipiriso chinopiswa riripiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 22

Maonero Genesisi 22:7 akapoteredza