Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka munhu akatumidza mazita kumombe dzose, nokushiri dzose dzedenga nemhuka dzose dzesango. Asi kuna Adhamu kwakanga kusina kuwanikwa mubatsiri akamukwanira.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 2

Maonero Genesisi 2:20 akapoteredza