Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vachangovabudisa kunze, mumwe wavo akati, “Tizai nokuda kwoupenyu hwenyu! Musacheuka, uye musamira papi zvapo mubani! Tizirai kumakomo kuti murege kuparadzwa!”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:17 akapoteredza