Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 19:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Roti akabuda akandotaura kuvakuwasha vake, vakanga vatsidza kuti vachawana vanasikana vake, akati, “Kurumidzai kubva panzvimbo ino, nokuti Jehovha ava kuda kuparadza guta!” Asi vakuwasha vake vakafunga kuti aiita zveje-e navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 19

Maonero Genesisi 19:14 akapoteredza