Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 17:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhurahama akawira pasi nechiso chake, akaseka uye akati mumwoyo make, “Ko, mwanakomana angaberekwa nomunhu ava namakore zana okuberekwa here? Ko, Sara angabereka mwana iye ava namakore makumi mapfumbamwe here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 17

Maonero Genesisi 17:17 akapoteredza