Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 13

Maonero Genesisi 13:16 akapoteredza