Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 12:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Seiko wakati, ‘Ihanzvadzi yangu,’ nokudaro ndakamutora kuti ave mukadzi wangu? Naizvozvo zvino, hoyu mukadzi wako. Mutore uende!”

20. Ipapo Faro akarayira varanda vake pamusoro paAbhurama, uye vakamurega achienda nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12