Testamende Yekare

Testamende Itsva

Genesisi 12:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza.

2. “Ndichakuita rudzi rukuru uye ndichakuropafadza; ndichaita kuti zita rako rive guru, uye iwe uchava ropafadzo.

3. Ndicharopafadza vaya vanokuropafadza, uye ani naani anokutuka ndichamutuka; uye marudzi ose ari panyika acharopafadzwa kubudikidza newe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 12