Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge zvinhu izvi zvose zvaitwa, vatungamiri vakauya kwandiri vakati, “Vanhu veIsraeri, zvichisanganisira vaprista navaRevhi, havana kuzvitsaura kubva kumarudzi avakavakidzana nawo nezvinonyangadza zvavo, zvakafanana nezvevaKenani, vaHiti, vaPerizi, vaJebhusi, vaAmoni, vaMoabhu, vaIjipita uye navaAmori.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 9

Maonero Ezira 9:1 akapoteredza