Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ezira uyu akauya kubva kuBhabhironi. Akanga ari mudzidzisi aiziva kwazvo Murayiro waMozisi, wakanga wapiwa naJehovha, Mwari waIsraeri. Mambo akanga amupa zvose zvaakanga akumbira, nokuti ruoko rwaJehovha Mwari wake rwakanga rwuri pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:6 akapoteredza