Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye iwe, Ezira, maererano nouchenjeri hwaMwari wako, hwaunahwo, ugadze vaongorori vemhosva, navatongi kuti vatonge nokururamisira vanhu vose vari mhiri kwaYufuratesi, vose vanoziva mirayiro yaMwari wako. Uye unofanira kudzidzisa vose vasingaizivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:25 akapoteredza