Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamwe chete nesirivha negoridhe rose raungawana kubva kudunhu reBhabhironi, pamwe chetewo nezvipo zvavanhu zvavachapa nokuda kwavo nezvavaprista, zvetemberi yaMwari wavo muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 7

Maonero Ezira 7:16 akapoteredza