Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ziso raMwari wavo rakanga rakatarira pamusoro pavakuru vavaJudha, uye havana kuvaregesa basa kusvikira nyaya iyi yaziviswa kuna Dhariasi uye mhinduro yake yakanyorwa yagamuchirwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:5 akapoteredza