Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvisawo midziyo, yegoridhe nesirivha yeimba yaMwari yakanga iri mutemberi yeBhabhironi, yakanga yatorwa naNebhukadhinezari kubva kutemberi muJerusarema akaiuyisa kutemberi yomuBhabhironi. “Ipapo mambo Sirasi akaipa kumurume ainzi Sheshibhazari, waakanga agadza kuti ave mubati,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 5

Maonero Ezira 5:14 akapoteredza