Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwedzi wechipiri wegore rechipiri mushure mokunge vasvika paimba yaMwari muJerusarema, Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, naJeshua mwanakomana waJozadhaki nedzimwe hama dzavo dzose (vaprista navaRevhi uye navose vakanga vadzokera kuJerusarema) vachibva kuutapwa vakatanga kushanda vakagadza vaRevhi vana makore makumi maviri kana anopfuura kuti vave vatariri vokuvakwa kweimba yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:8 akapoteredza