Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakapa mari kuvavezi vamabwe navavezi vamatanda, uye vakapa zvokudya nezvokunwa namafuta kuvanhu veSidhoni neveTire, kuitira kuti vatore matanda emisidhari kubva kuRebhanoni vagoayeredza nemvura yegungwa kuti aende kuJopa, sezvakanga zvatenderwa naSirasi mambo wePezhia.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:7 akapoteredza