Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana aigona kutsaura inzwi rokudanidzira kwomufaro kubva kuinzwi rokuchema kwavanhu, nokuti vanhu vakaita ruzha rukuru kwazvo. Uye ruzha urwu rwakanzwika kure kure.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:13 akapoteredza