Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 2:9-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. zvaZakai zvaiva mazana manomwe namakumi matanhatu;

10. zvaBhani zvaiva mazana matanhatu namakumi mana navaviri;

11. zvaBhebhai zvaiva mazana matanhatu namakumi maviri navatatu;

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 2