Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 2:65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

tisingasanganisiri varanda vavo navarandakadzi vavo vakanga vari zviuru zvinomwe namazana matatu namakumi matatu navanomwe: uye vakanga vanewo varume navakadzi mazana maviri vakanga vari vaimbi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 2

Maonero Ezira 2:65 akapoteredza