Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 2:32-36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. veHarimi vaiva mazana matatu namakumi maviri;

33. veRodhi neHadhidhi neOno vaiva mazana manomwe namakumi maviri navashanu;

34. veJeriko vaiva mazana matatu namakumi mana navashanu;

35. veSena, vaiva zviuru zvitatu namazana matanhatu namakumi matatu.

36. Vaprista: zvizvarwa zvaJedhaya (veimba yaJeshua) vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu;

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 2