Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:43-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

43. Kubva kuzvizvarwa zvaNebho: Jeyeri, Matitia, Zabhadhi, Zebhina, Jadhai, Joere naBhenaya.

44. Vose ava vakanga vawana vakadzi vatorwa, uye vamwe vavo vakanga vava navana navakadzi ava.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10