Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:30-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Kubva kuzvizvarwa zvaPahati Moabhu: Adhima, Kerari, Bhenaya, Maaseya, Matania, Bhezareri, Bhinui naManase.

31. Kubva kuzvizvarwa zvaHarimi: Eriezeri, Ishiya, Marikija, Shemaya, Shimeoni,

32. Benjamini, Maruki naShemaria,

33. Kubva kuzvizvarwa zvaHashumi: Matenai, Matata, Zabhadhi, Erifereti, Jeremai, Manase naShimei.

34. Kubva kuzvizvarwa zvaBhani: Maadhai, Amurami, Ueri,

35. Bhenaya, Bhedheya, Keruhi,

36. Vhania, Meremoti, Eriashibhi,

37. Matania, Matenai naJaasu.

38. Kubva kuzvizvarwa zvaBhinui: Shimei,

39. Sheremia, Natani, Adhaya,

40. Makinadhebhai, Shashai, Sharai,

41. Azareri, Sheremia, Shemaria,

42. Sharumi, Amaria naJosefa.

43. Kubva kuzvizvarwa zvaNebho: Jeyeri, Matitia, Zabhadhi, Zebhina, Jadhai, Joere naBhenaya.

44. Vose ava vakanga vawana vakadzi vatorwa, uye vamwe vavo vakanga vava navana navakadzi ava.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10