27. Kubva kuzvizvarwa zvaZatu: Erioenai, Eriashibhi, Matania, Jeremoti, Zabhadhi naAziza.
28. Kubva kuzvizvarwa zvaBhebhai: Jehohanani, Hanania, Zabhai naAtirai.
29. Kubva kuzvizvarwa zvaBhani: Meshurami, Maruki, naAdhaya, naJashubhi, naSheari naJeremoti.
30. Kubva kuzvizvarwa zvaPahati Moabhu: Adhima, Kerari, Bhenaya, Maaseya, Matania, Bhezareri, Bhinui naManase.
31. Kubva kuzvizvarwa zvaHarimi: Eriezeri, Ishiya, Marikija, Shemaya, Shimeoni,
32. Benjamini, Maruki naShemaria,
33. Kubva kuzvizvarwa zvaHashumi: Matenai, Matata, Zabhadhi, Erifereti, Jeremai, Manase naShimei.
34. Kubva kuzvizvarwa zvaBhani: Maadhai, Amurami, Ueri,
35. Bhenaya, Bhedheya, Keruhi,
36. Vhania, Meremoti, Eriashibhi,
37. Matania, Matenai naJaasu.
38. Kubva kuzvizvarwa zvaBhinui: Shimei,
39. Sheremia, Natani, Adhaya,
40. Makinadhebhai, Shashai, Sharai,
41. Azareri, Sheremia, Shemaria,