Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino reururai kuna Jehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu, uye mugoita kuda kwake. Zvitsaurei kubva kumarudzi avanhu akakupoteredzai uye kubva kuvakadzi venyu vatorwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 10

Maonero Ezira 10:11 akapoteredza