Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sirasi mambo wePezhia akarayira kuti ibudiswe naMitiredhati muchengeti wepfuma, uyo akaiverenga achiipa kuna Sheshibhazari muchinda weJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 1

Maonero Ezira 1:8 akapoteredza