Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akandipindura achiti, “Chivi cheimba yaIsraeri neJudha chakura kwazvo; nyika yazara nokuteura ropa uye guta razara nokusaruramisira. Ivo vanoti, ‘Jehovha akaramba nyika; Jehovha haaoni.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 9

Maonero Ezekieri 9:9 akapoteredza