Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, unoona zvavari kuita here, izvo zvinhu zvinonyangadza chose zvinoitwa neimba yaIsraeri pano, zvinhu zvichandiisa kure neimba yangu tsvene? Asika, uchaona zvimwe zvinhu zvinonyangadza kwazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 8

Maonero Ezekieri 8:6 akapoteredza