Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakapukunyuka vachandirangarira vari pakati pendudzi kwavakaendeswa kuutapwa, kuti ndakashungurudzwa sei nemwoyo yavo youfeve, iyo yakatsauka kubva kwandiri, uye nameso avo, akachiva zvifananidzo zvavo. Vachazvisema pachavo nokuda kwezvakaipa zvavakaita nezvinyangadzo zvavo zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 6

Maonero Ezekieri 6:9 akapoteredza