Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 48:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kubva pamuganhu wenyika yaJudha zvichibvira kumabvazuva kusvikira kumavirira, uchava mugove wamuchapa sechipo chakatsaurwa. Uchava namakubhiti zviuru makumi maviri nezvishanua paupamhi uye kureba kwawo kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira kuchaenzana nomugove worudzi rumwe, nzvimbo tsvene ichava pakati payo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 48

Maonero Ezekieri 48:8 akapoteredza