Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 46:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Vanhu venyika pavanouya pamberi paJehovha panguva yemitambo yakatarwa, ani naani anopinda napasuo rokumusoro kundonamata anofanira kubuda nokusuo rezasi; uye ani naani anopinda nesuo rezasi anofanira kubuda nesuo rokumusoro. Hakuna munhu anotenderwa kudzoka nesuo raambopinda naro, asi mumwe nomumwe anofanira kubuda neimwe nzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:9 akapoteredza