Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 46:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchinda anobva kunze anofanira kupinda napabiravira rapasuo agomira pambiru dzapasuo. Vaprista vanofanira kubayira chipiriso chake chinopiswa nechipiriso chake chokuwadzana. Anofanira kunamata ari pachikumbaridzo chepasuo ipapo agobuda kunze, asi harifaniri kuzopfigwa kusvikira madekwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 46

Maonero Ezekieri 46:2 akapoteredza