Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 45:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Muchinda achapiwa nyika inoganhurana nedunhu dzvene kuno rumwe rutivi uye inoganhurana nomugove weguta. Kurutivi rwokumavirazuva zvichienda kumavirazuva, nokurutivi rwokumabvazuva zvichienda kumabvazuva, pakureba inofanira kuenzana nomugove mumwe chete kubva kumuganhu wokumavirazuva kusvika kumuganhu wokumabvazuva, zvichienderana nomumwe wemigove yedzimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 45

Maonero Ezekieri 45:7 akapoteredza