Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 43:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana vachinyara pamusoro pezvavakaita zvose, uvazivise magadzirirwo etemberi, nourongwa hwayo, panobudiwa napo napanopindwa napo, mamiriro ayo ose nemitemo yayo yose uye mirayiro yayo. Unyore izvi pamberi pavo kuti vagova vakatendeka kumagadzirirwo ayo vagotevera mitemo yayo yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 43

Maonero Ezekieri 43:11 akapoteredza