Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 42:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwandiri, “Makamuri okumusoro neezasi iwo akatarisana noruvazhe rwetemberi ndeevaprista, ndipo panodyirwa zvipiriso zvitsvenetsvene navaprista vanoswedera pana Jehovha. Vachaisa ipapo zvipiriso zvitsvene-tsvene, zvipiriso zvezviyo, zvechivi, uye zvemhosva, nokuti nzvimbo yacho itsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 42

Maonero Ezekieri 42:13 akapoteredza