Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 41:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madziro okunze emakamuri okumativi aiva noukobvu hwaisvika makubhiti mashanu. Nzvimbo yakashama yakanga iri pakati pamakamuri okumativi etemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:9 akapoteredza