Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 41:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakanga pane aritari yakavezwa namatanda yaisvika makubhiti matatu pakukwirira kwayo uye yakaenzana urefu noupamhi makubhiti maviri; makona ayo, pasi payo namativi ayo, akanga ari matanda. Munhu uya akati kwandiri, “Iri ndiro tafura riri pamberi paJehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 41

Maonero Ezekieri 41:22 akapoteredza