Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakati, “Kwete, Ishe Jehovha! Handina kumbozvisvibisa. Kubva pauduku hwangu kusvikira zvino handina kumbodya chinhu chipi zvacho chakawanikwa chakafa kana chakabvamburwa nezvikara. Hapana nyama yakasvibiswa yakambopinda mumukanwa mangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 4

Maonero Ezekieri 4:14 akapoteredza