Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 37:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Muranda wangu Dhavhidhi achava mambo pamusoro pavo, uye vose vachava nomufudzi mumwe chete. Vachatevera mirayiro yangu nokuchenjerera kuchengeta mitemo yangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 37

Maonero Ezekieri 37:24 akapoteredza