Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 36:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, vanhu vaIsraeri pavaigara munyika yavo chaiyo, vakaisvibisa namaitiro avo uye namabasa avo. Maitiro avo akanga akaita sokusachena kwomukadzi ari kumwedzi pamberi pangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 36

Maonero Ezekieri 36:17 akapoteredza