Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 35:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti iwe wakafara panguva yakaparadzwa nhaka yeimba yaIsraeri, ndizvo zvandichakuitirawo iwe. Uchava dongo, iwe Gomo reSeiri, iwe neEdhomu yose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 35

Maonero Ezekieri 35:15 akapoteredza